1
Zvirevo 19:21
Shona Bible 1949, revised 2002
Mumwoyo womunhu mune ndangariro zhinji; Asi kurairira kwaJehovha ndiko kuchamira.
Compare
Explore Zvirevo 19:21
2
Zvirevo 19:17
Anonzwira varombo tsitsi, anoposana naJehovha; Achamuripira basa rake rakanaka.
Explore Zvirevo 19:17
3
Zvirevo 19:11
Kungwara kwomunhu kunodzora kutsamwa kwake; Kukudzwa kwake ndiko kukanganwira kudarika kwomumwe.
Explore Zvirevo 19:11
4
Zvirevo 19:20
Teerera kana uchirairirwa, unzwe kana uchidzidziswa, Kuti pashure ugova wakachenjera.
Explore Zvirevo 19:20
5
Zvirevo 19:23
Kutya Jehovha kunoisa kuupenyu; Unako, uchavata zvakanaka, Haangavingiwi nezvakaipa.
Explore Zvirevo 19:23
6
Zvirevo 19:8
Anowana huchenjeri, anoda hupenyu hwake; Anochengeta njere, achawana zvakanaka.
Explore Zvirevo 19:8
7
Zvirevo 19:18
Ranga mwanakomana wako, nokuti tariro ichipo; Usatsvaka kumuuraya.
Explore Zvirevo 19:18
8
Zvirevo 19:9
Chapupu chenhema hachingakoni kurohwa; Anoreva nhema achaparadzwa.
Explore Zvirevo 19:9
Home
Bible
Plans
Videos