1
Zvirevo 16:3
Shona Bible 1949, revised 2002
Isa mabasa ako ose kuna Jehovha, Zvawakarangarira zvigoitika.
Compare
Explore Zvirevo 16:3
2
Zvirevo 16:9
Mwoyo womunhu anozvifungira nzira yake; Asi Jehovha anorairira kufamba kwake.
Explore Zvirevo 16:9
3
Zvirevo 16:24
Mashoko, anofadza, akaita somusvi wohuchi, Zvinotapira kumweya zvichiporesa mapfupa.
Explore Zvirevo 16:24
4
Zvirevo 16:1
Kurangarira kwomwoyo ndokwomunhu; Asi mhinduro yorurimi inobva kuna Jehovha.
Explore Zvirevo 16:1
5
Zvirevo 16:32
Ano mwoyo murefu anopfuura ane simba; Anodzora mweya wake, anopfuura anotapa musha.
Explore Zvirevo 16:32
6
Zvirevo 16:18
Kuzvikudza kunotangira kuparadzwa; Uye mweya wamanyawi unotangira kuwa.
Explore Zvirevo 16:18
7
Zvirevo 16:2
Nzira dzose dzomunhu anoti dzakanaka pakuona kwake; Asi Jehovha anoyera zvinangwa.
Explore Zvirevo 16:2
8
Zvirevo 16:20
Anoteerera Shoko, achawana zvakanaka; Anovimba naJehovha, ano mufaro.
Explore Zvirevo 16:20
9
Zvirevo 16:8
Zviri nani kuva nezvishoma nokururama, Pakuva nepfuma zhinji nokusarurama.
Explore Zvirevo 16:8
10
Zvirevo 16:25
Munhu anoona nzira achiti yakarurama; Asi kuguma kwayo inzira dzorufu.
Explore Zvirevo 16:25
11
Zvirevo 16:28
Munhu akatsauka anokusha kukakavara; Mucheri anoparadzanisa shamwari dzinodana.
Explore Zvirevo 16:28
Home
Bible
Plans
Videos