1
Mateu 3:8
Shona Bible 1949, revised 2002
Naizvozvo berekai zvibereko zvakafanira kutendeuka.
Compare
Explore Mateu 3:8
2
Mateu 3:17
Zvino tarira, izwi rakabva kudenga, richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu mudiwa, wandinofarira!”
Explore Mateu 3:17
3
Mateu 3:16
Jesu, akati abhabhatidzwa, pakarepo akabuda mumvura; zvino, tarira, denga rakamuzarukira, akaona Mweya waMwari achiburuka senjiva, akauya pamusoro pake.
Explore Mateu 3:16
4
Mateu 3:11
Ini ndinokubhabhatidzai nemvura, kuti mutendeuke; asi anouya shure kwangu, anesimba, kupfuwureni, wandisakafanira kutakura shangu dzake; iye achakubhabhatidzai naMweya Mutsvene nomoto.
Explore Mateu 3:11
5
Mateu 3:10
Zvino sanhu ratoiswa pamudzi wemiti; saka muti mumwe nomumwe usingabereki michero yakanaka, unotemwa, ukakandirwa mumoto.
Explore Mateu 3:10
6
Mateu 3:3
Nokuti uyu ndiye wakarehwa nomuporofita Isaya, achiti, “Izwi raanodana murenje: ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake.’ ”
Explore Mateu 3:3
Home
Bible
Plans
Videos