1
Mateu 22:37-39
Shona Bible 1949, revised 2002
Akati kwaari, “Ida Ishe, Mwari wako, nomwoyo wako wose, nomweya wako wose, nokufunga kwako kwose. Ndiwo murayiro mukuru nowokutanga. Wechipiri unofanana nawo, ndiwoyu, ‘Ida wokwako, sezvaunozvida iwe.’
Compare
Explore Mateu 22:37-39
2
Mateu 22:40
Murayiro wose navaporofita zvakabatanidzwa pamirairo iyi miviri.”
Explore Mateu 22:40
3
Mateu 22:14
“Nokuti vazhinji vakadanwa, asi vakasanangurwa vashoma.”
Explore Mateu 22:14
4
Mateu 22:30
Nokuti pakumuka kwavakafa havawani, kana kuwaniswa; asi vakaita savatumwa kudenga.
Explore Mateu 22:30
5
Mateu 22:19-21
Ndiratidzei mari yomutero.” Vakauya kwaari nedhenari. Zvino akati kwavari, “Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvaani?” Vakati kwaari, “ZvaKesari.” Akati kwavari, “Naizvozvo, ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.”
Explore Mateu 22:19-21
Home
Bible
Plans
Videos