1
Isaya 49:15
Shona Bible 1949, revised 2002
“Ko mukadzi angakanganwe mwana wake waanomwisa, akasava netsitsi nomwanakomana wechizvaro chake here? Zvirokwazvo vangakanganwa zvavo, asi ini handingakukanganwi.
Compare
Explore Isaya 49:15
2
Isaya 49:16
Tarira, ndakakunyora pazvanza zvangu; masvingo ako ari pamberi pangu nguva dzose.
Explore Isaya 49:16
3
Isaya 49:25
Asi zvanzi naJehovha, “Kunyange navatapwa voanesimba vachamutorerwa, nezvakapambwa zvoanotyisa zvicharwirwa; nokuti ndicharwa noanorwa newe, nokuponesa vana vako.
Explore Isaya 49:25
4
Isaya 49:6
zvirokwazvo, iye akati, “Chinhu chiduku kuti uve muranda wangu kuti umutse marudzi aJakobho, nokudzosazve vakasara vaIsiraeri; ndichakuitawo chiedza chavahedheni, kuti kuponesa kwangu kusvikire kumugumo wenyika.”
Explore Isaya 49:6
5
Isaya 49:13
Imbai, imi denga rose, newe nyika ufare; imi makomo imbai kwazvo, nokuti Jehovha akanyaradza vanhu vake, achinzwira tsitsi vanotambudzika.
Explore Isaya 49:13
Home
Bible
Plans
Videos