1
VaHebheru 6:19
Shona Bible 1949, revised 2002
yatinayo sechibatiso choMweya, tariro isingazununguswi, yakasimba, inopinda kunezviri mukati mechidziro chetemberi
Compare
Explore VaHebheru 6:19
2
VaHebheru 6:10
Nokuti Mwari haazati ari usakarurama, angakanganwa basa renyu norudo rwamakaratidza nokuda kwezita rake, zvamakashumira vatsvene, muchivashumira nazvino.
Explore VaHebheru 6:10
3
VaHebheru 6:18
kuti nezvinhu zviviri zvisingashandurwi, (nokuti pazviri Mwari haagoni kureva nhema), tive nesimbiso yakabata, iyesu, takatizira kutariro yakaiswa pamberi pedu, kuti tiibate
Explore VaHebheru 6:18
4
VaHebheru 6:1
Naizvozvo ngatisiye shoko rokutanga kwaKristu, tipfuurire mberi pakukwaniswa, tisingaisizve nheyo dzokutendeuka pamabasa akafa, nedzokutenda kuna Mwari
Explore VaHebheru 6:1
Home
Bible
Plans
Videos