1
Ezekieri 14:6
Shona Bible 1949, revised 2002
“Naizvozvo iti kuimba yaIsiraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, dzokai, mufuratire zvifananidzo zvenyu, mufuratidze zvinonyangadza zvenyu zvose zviso zvenyu.’
Compare
Explore Ezekieri 14:6
2
Ezekieri 14:5
kuti ndibate imba yaIsiraeri mumwoyo yavo, nokuti vava vatorwa kwandiri nemhaka yezvifananidzo zvavo.’
Explore Ezekieri 14:5
Home
Bible
Plans
Videos