1
Mabasa 17:27
Shona Bible 1949, revised 2002
kuti vatsvake Mwari, zvimwe vamutsvangadzire, vamuwane, kunyange asiri kure nomumwe nomumwe wedu.
Compare
Explore Mabasa 17:27
2
Mabasa 17:26
akaita marudzi ose avanhu, achibva kunomumwechete, kuti agare pose panyika; ambotara nguva dzavakatemerwa, nemiganhu yokugara kwavo
Explore Mabasa 17:26
3
Mabasa 17:24
Mwari akasika nyika nezvose zviri mairi, iye Tenzi wedenga napasi, haagari mutemberi dzakaitwa namaoko.
Explore Mabasa 17:24
4
Mabasa 17:31
Nokuti akatara zuva, raachatonga nyika naro nokururama, nomurume waakagadza; akasimbisa shoko iro kuna vose, pakumumutsa kuvakafa.”
Explore Mabasa 17:31
5
Mabasa 17:29
“Zvatiri rudzi rwaMwari, hatifaniri kuti uMwari hwakafanana nendarama, kana sirivha, kana ibwe, zvakavezwa noumhizha kana nokuchenjera kwomunhu.
Explore Mabasa 17:29
Home
Bible
Plans
Videos