1
2 VaKorinde 10:5
Shona Bible 1949, revised 2002
isu tinoti tichiputsa njere, nezvakakwirira zvose zvinomutswa kuzorwa nokuziva Mwari, tinopa mifungo yose kuti iteerere Kristu
Compare
Explore 2 VaKorinde 10:5
2
2 VaKorinde 10:4
nokuti nhumbi dzedu dzokurwa nadzo hadzizi dzenyama, asi dzine simba pamberi paMwari rokuputsa nhare
Explore 2 VaKorinde 10:4
3
2 VaKorinde 10:3
Nokuti, kunyange tichifamba nenzira yenyama, hatirwi nemitoo yenyama
Explore 2 VaKorinde 10:3
4
2 VaKorinde 10:18
Nokuti akatendeka haazi iye anozvirumbidza, asi ndiye anorumbidzwa naIshe.
Explore 2 VaKorinde 10:18
Home
Bible
Plans
Videos