1
1 Samueri 12:24
Shona Bible 1949, revised 2002
Asi ityai Jehovha, mumushumire nezvokwadi nemwoyo yenyu yose, nokuti rangarirai zvinhu zvikuru zvaakakuitirai.
Compare
Explore 1 Samueri 12:24
2
1 Samueri 12:22
Nokuti Jehovha haangasiyi vanhu vake nokuda kwezita rake guru, nokuti Jehovha wakafara nazvo kukuitai imi vanhu vake.
Explore 1 Samueri 12:22
3
1 Samueri 12:20
Samueri akati kuvanhu, “Musatya henyu; makaita henyu zvakaipa izvi zvose, asi regai kutsauka pakutevera Jehovha, asi shumirai Jehovha nemwoyo yenyu yose
Explore 1 Samueri 12:20
4
1 Samueri 12:21
musatsauka, nokuti kana mukadaro, muchatevera zvinhu zvisina maturo, zvisingabatsiri kana kurwira, nokuti hazvina maturo.
Explore 1 Samueri 12:21
Home
Bible
Plans
Videos