1
Ɀakazarurwa 15:4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko uŋgarega kutya nokukudza zita renyu, Ishe? Nokuti imi moga muri mutȿene; nokuti marudzi ose acaʋuya, acinamata pamberi penyu; nokuti kururama kwenyu kwakaratidzwa.
Compare
Explore Ɀakazarurwa 15:4
2
Ɀakazarurwa 15:1
Ɀino ndakaʋona cimŋe ciratidzo kuɗeŋga, cikuru cinoshamisa, ici: Ʋatumŋa ʋanomŋe ʋanamaɗambudziko manomŋe okupedzisira, nokuti kutsamŋa kwaMŋari kwakapera nawo.
Explore Ɀakazarurwa 15:1
Home
Bible
Plans
Videos