1
Mapisarema 99:9
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kudzai Jehova Mŋari weɗu, Namatai pagomo rake dɀene; Nokuti Jehova Mŋari weɗu ndiye Mutȿene.
Compare
Explore Mapisarema 99:9
2
Mapisarema 99:1
Jehova unoɓata ʋushe; ʋanhu ŋgaʋabvunde; Iye ugere pakati pamakerubi; nyika ŋgaizunuŋguswe.
Explore Mapisarema 99:1
Home
Bible
Plans
Videos