1
Mapisarema 67:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari ŋgaatinzwire tsitsi, atiropafadze, Ŋgaativenekere neciso cake
Compare
Explore Mapisarema 67:1
2
Mapisarema 67:7
Mŋari ucatiropafadza; Nemigumo yose yapasi icamutya.
Explore Mapisarema 67:7
3
Mapisarema 67:4
Ndudzi ŋgadzifare, ŋgadziimbe nomufaro; Nokuti mucatoŋga ʋanhu nokururama, Mucafambisa ndudzi pasi.
Explore Mapisarema 67:4
Home
Bible
Plans
Videos