1
Mapisarema 5:12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mucaropafadza wakarurama; Imi Jehova, mucamukomberedza nenyasha senhoʋo.
Compare
Explore Mapisarema 5:12
2
Mapisarema 5:3
Jehova, mucanzwa inzwi raŋgu maŋgwanani; Maŋgwanani ndicakuroŋgedzerai munyeŋgetero waŋgu, ndicirindira.
Explore Mapisarema 5:3
3
Mapisarema 5:11
Asi ʋose ʋanoʋimba nemi ŋgaʋafare, Ŋgaʋaɗanidzire nomufaro ŋguʋa dzose, nokuti imi munoʋadzitira; Ʋose ʋanoɗa zita renyu ŋgaʋafare nemi.
Explore Mapisarema 5:11
4
Mapisarema 5:8
Ndifambisei, Jehova, mukururama kwenyu nokuɗa kwaʋaʋeŋgi ʋaŋgu; Gadzirai nzira yenyu pamberi paŋgu.
Explore Mapisarema 5:8
5
Mapisarema 5:2
Tererai inzwi rokucema kwaŋgu, imi Mambo waŋgu, naMŋari waŋgu; Nokuti ndinonyeŋgetera kwamuri.
Explore Mapisarema 5:2
Home
Bible
Plans
Videos