1
Mapisarema 43:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoshuwireiko, mŋeya waŋgu? Unoshaiwa rugare neiko mukati maŋgu? Tarira kunaMŋari; nokuti ndicazomurumbidza haŋgu, Iye muponesi weciso caŋgu, naMŋari waŋgu.
Compare
Explore Mapisarema 43:5
2
Mapisarema 43:3
Tumai ciedza cenyu neɀokwaɗi yenyu; ɀindituŋgamirire; Ɀindiȿitse kugomo renyu dɀene, Nokutabernakeri dzenyu.
Explore Mapisarema 43:3
3
Mapisarema 43:1
Nditoŋgerei Mŋari, mundireʋerere pamhoȿa yaŋgu parudzi rusinetsitsi; Ndirwirei pamunhu unonyeŋgera usino‐kururama.
Explore Mapisarema 43:1
Home
Bible
Plans
Videos