1
Mapisarema 41:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakakomborerwa unehanya naʋarombo; Jehova ucamurwira nomusi weɀakaipa.
Compare
Explore Mapisarema 41:1
2
Mapisarema 41:3
Jehova ucamutsigira panhoʋo yoʋurwere; Munoshandura nhoʋo dzake dzose pakurwara kwake.
Explore Mapisarema 41:3
3
Mapisarema 41:12
Kana ndiri’ni munonditsigira pakururama kwaŋgu, Munondiisa pamberi penyu nokusiŋgaperi.
Explore Mapisarema 41:12
4
Mapisarema 41:4
Ini ndakati: Jehova, ndinzwirei tsitsi; Poresai mŋeya waŋgu; nokuti ndakakutadzirai.
Explore Mapisarema 41:4
Home
Bible
Plans
Videos