1
Mapisarema 28:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ndiye simba raŋgu nenhoʋo yaŋgu; Mŋoyo waŋgu wakaʋimba naye, ndikaɓatsirwa; Saka mŋoyo waŋgu unofara kwaɀo, Ndicamurumbidza norwiyo rwaŋgu.
Compare
Explore Mapisarema 28:7
2
Mapisarema 28:8
Jehova ndiye simba raʋo, Ndiye nhare yokuponesa kumuzodziwa wake.
Explore Mapisarema 28:8
3
Mapisarema 28:6
Jehova ŋgaaʋoŋgwe, Nokuti wakanzwa inzwi rokukumbira kwaŋgu.
Explore Mapisarema 28:6
4
Mapisarema 28:9
Ponesai ʋanhu ʋenyu, muropafadze nhaka yenyu; Muʋafudze ʋo, muʋatakure nokusiŋgaperi.
Explore Mapisarema 28:9
Home
Bible
Plans
Videos