1
Mapisarema 145:18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova uri pedyo naʋose ʋanoɗana kwaari, Ʋose ʋanoɗana kwaari neɀokwaɗi.
Compare
Explore Mapisarema 145:18
2
Mapisarema 145:8
Jehova unenyasha, uzere netsitsi, Haacimbidziki kutsamŋa, uneŋgoni zhinji.
Explore Mapisarema 145:8
3
Mapisarema 145:9
Jehova unomŋoyo wakanaka kunaʋose; Ŋgoni dzake dziri pamaɓasa ake ose.
Explore Mapisarema 145:9
4
Mapisarema 145:3
Jehova mukuru, unofanira kurumbidzwa kwaɀo; Ʋukuru bgake haʋuŋganɀerwi.
Explore Mapisarema 145:3
5
Mapisarema 145:13
Ʋushe bgenyu ndibgo ʋushe ʋusiŋgaperi, Noʋumambo bgenyu ʋucagara nokusiŋgaperi.
Explore Mapisarema 145:13
Home
Bible
Plans
Videos