1
Mapisarema 143:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndidzidzisei kuita kuɗa kwenyu; nokuti ndimi Mŋari waŋgu; Mŋeya wenyu, wakanaka ŋgaundifambise munyika yakati cecetere.
Compare
Explore Mapisarema 143:10
2
Mapisarema 143:8
Ndinzwisei ʋunyoro bgenyu maŋgwanani; Nokuti ndinoʋimba nemi; Ndiziʋisei nzira yandinofanira kufamba nayo; Nokuti ndinosimudzira mŋeya waŋgu kwamuri.
Explore Mapisarema 143:8
3
Mapisarema 143:9
Ndirwirei Jehova, panaʋaʋeŋgi ʋaŋgu; Ndinoʋanda nemi.
Explore Mapisarema 143:9
4
Mapisarema 143:11
Ndiponesei Jehova, nokuɗa kwezita renyu; Ƃuɗisai mŋeya waŋgu pakumanikidzwa nokururama kwenyu.
Explore Mapisarema 143:11
5
Mapisarema 143:1
Inzwai munyeŋgetero waŋgu, Jehova; tererai kukumbira kwaŋgu; Ndipindurei nokutendeka kwenyu nokururama kwenyu.
Explore Mapisarema 143:1
6
Mapisarema 143:7
Kurumidzai kundipindura, Jehova; mŋeya waŋgu waziya; Regai kundiʋanzira ciso cenyu; Ndigosaʋa saʋanoɓurukira kugomba.
Explore Mapisarema 143:7
7
Mapisarema 143:5
Ndinoraŋgarira mazuʋa akare; Ndinofuŋgisisa ɀose ɀamakaita; Ndinofuŋga ɓasa ramaʋoko enyu.
Explore Mapisarema 143:5
Home
Bible
Plans
Videos