1
Mapisarema 130:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinorindira Jehova, mŋeya waŋgu unorindira; Ndinotarira shoko rake.
Compare
Explore Mapisarema 130:5
2
Mapisarema 130:4
Asi kukaŋganwirwa kuri’ko kwamuri, Kuti ʋanhu ʋakutyei.
Explore Mapisarema 130:4
3
Mapisarema 130:6
Mŋeya waŋgu unorindira Ishe, Kupfuʋura ʋarindi ʋanorindira ruŋgwanani; Ɀirokwaɀo, kupfuʋura ʋarindi ʋanorindira ruŋgwanani.
Explore Mapisarema 130:6
4
Mapisarema 130:2
Ishe inzwai inzwi raŋgu; Nzeʋe dzenyu ŋgadziterere Inzwi rokukumbira kwaŋgu.
Explore Mapisarema 130:2
5
Mapisarema 130:1
Ndakaɗanidzira kwamuri, Jehova, ndiri makadzika.
Explore Mapisarema 130:1
Home
Bible
Plans
Videos