1
Mapisarema 101:3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handiŋgaʋaʋariri cinhu cakaipa; Ndinoʋeŋga ɀinoitwa naʋanotsauka; Haɀiŋgandinamatiri.
Compare
Explore Mapisarema 101:3
2
Mapisarema 101:2
Ndicaita ɀose nokuŋgwara panzira yakarurama; Haiwa, mucaʋuya kwandiri riniko? Ndicafamba mumba maŋgu nomŋoyo wakarurama.
Explore Mapisarema 101:2
3
Mapisarema 101:6
Meso aŋgu acatarira ʋakatendeka panyika, kuti ʋagare neni; Munhu unofamba nenzira yakarurama, ndiye uŋgaʋa mushumiri waŋgu.
Explore Mapisarema 101:6
Home
Bible
Plans
Videos