1
Ɀireʋo 15:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mhinduro nyoro inodzora kutsamŋa; Asi shoko rinorwadza mŋoyo rinomutsa hasha.
Compare
Explore Ɀireʋo 15:1
2
Ɀireʋo 15:33
Kutya Jehova kunodzidzisa ʋucenjeri; Ʋuye kuɀininipisa kunotaŋgira kukudzwa.
Explore Ɀireʋo 15:33
3
Ɀireʋo 15:4
Rurimi runyoro muti woʋupenyu; Asi runenhema runoputsa mŋeya.
Explore Ɀireʋo 15:4
4
Ɀireʋo 15:22
Pasiŋgaraŋganwi mano anokona; Asi kunaʋarairi ʋazhinji ndokwaanosimbiswa.
Explore Ɀireʋo 15:22
5
Ɀireʋo 15:13
Mŋoyo, wakafara, unofadza ciso; Asi mŋeya unoputswa nomŋoyo uneshuŋgu.
Explore Ɀireʋo 15:13
6
Ɀireʋo 15:3
Meso aJehova ari pose‐pose; Acicerekedza ʋakaipa naʋakanaka.
Explore Ɀireʋo 15:3
7
Ɀireʋo 15:16
Ɀirinani kuti munhu aʋe neɀishoma, acitya Jehova, Pakuti aʋe nefuma yakawanda, acinyunyuta.
Explore Ɀireʋo 15:16
8
Ɀireʋo 15:18
Munhu, unehasha, unomutsa kukakaʋara; Asi unomŋoyo murefu unonyaradza gakaʋa.
Explore Ɀireʋo 15:18
9
Ɀireʋo 15:28
Mŋoyo wowakarurama unombofuŋga caaŋgapindura; Asi muromo wowakaipa unoɗurura ɀakaipa.
Explore Ɀireʋo 15:28
Home
Bible
Plans
Videos