1
Nahumi 3:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Guta reropa rinenhamo! Rizere nenhema nokupamba; ɀakapambga haɀiperi’mo.
Compare
Explore Nahumi 3:1
2
Nahumi 3:19
Kukuʋadzwa kwako hakuŋgarapxi, ʋaŋga rako rakaipa kwaɀo; ʋose ʋanonzwa guhu rako ʋacakuitira nondo; nokuti ndianiko wakaŋga asiŋgatambudzwi ŋguʋa dzose neɀakashata ɀako?
Explore Nahumi 3:19
3
Nahumi 3:7
Ipapo ʋose ʋanokuʋona ʋacakutiza, ʋaciti: Nineve raparadzwa, ndiani ucaricema? Ndicakutȿakirepi ʋanyaradzi?
Explore Nahumi 3:7
Home
Bible
Plans
Videos