1
Marko 9:23
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaari: Kana iwe ucigona kutenda, ɀose ɀiŋgaitika kunounotenda.
Compare
Explore Marko 9:23
2
Marko 9:24
Pakarepo ɓaɓa ʋomŋana ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Ndinotenda, ndiɓatsirei pakusatenda kwaŋgu.
Explore Marko 9:24
3
Marko 9:28-29
Ɀino wakati apinda mumba, ʋadzidzi ʋake ʋakamubvunza ʋari ʋoga ʋaciti: Isu takaŋga tisiŋgagoni neiko kuuɓuɗisa? Akati kwaʋari: Rudzi urwu haruŋgatoŋgoɓuɗi, asi nokunyeŋgetera.
Explore Marko 9:28-29
4
Marko 9:50
Munyu wakanaka; asi kana munyu usicaʋaʋi, muŋgauruŋga neiko? Iʋai nomunyu mukati menyu, mugare norugare pakati penyu.
Explore Marko 9:50
5
Marko 9:37
Aninani unogamucira mumŋe waʋaɗuku ʋakaɗai nezita raŋgu, unondigamucireni; aninani unondigamucira ini, haandigamuciri ini, asi uyo wakandituma.
Explore Marko 9:37
6
Marko 9:41
Nokuti aninani unokunwisai mukombe wemvura muzita raŋgu, nemhaka yokuti muri ʋaKristu, ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri, haanakurashikirwa nomuɓairo wake.
Explore Marko 9:41
7
Marko 9:42
Aninani unogumbusa mumŋe waʋaɗuku aʋa ʋanotenda kwandiri, ɀirinani kwaari kuti guyo guru risuŋgirirwe pamutsipa wake, akandirwe muguŋgwa.
Explore Marko 9:42
8
Marko 9:47
Kana ziso rako ricikugumbusa, urirashe; ɀirinani kwauri kuti upinde muʋushe bgokuɗeŋga uneziso rimŋe, pakukandirwa muGehena, unameso maʋiri.
Explore Marko 9:47
Home
Bible
Plans
Videos