1
Jobo 11:18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe ucasimba pamŋoyo, nokuti tariro icaʋa’po; Ɀirokwaɀo, ucariŋgariŋga ndokuzorora hako wakaceŋgetwa.
Compare
Explore Jobo 11:18
2
Jobo 11:13-15
Kana iwe ukaruramisa mŋoyo wako, Ukatambanudzira maʋoko ako kwaari; Kana ɀakaipa ɀiri muruʋoko rwako, uɀiise kure, Kusarurama ŋgakurege kugara mumatente ako; Ɀirokwaɀo ipapo uŋgasimudza ciso cako, usinegwapa, Ɀirokwaɀo, ucasimba, usiŋgatyi cinhu.
Explore Jobo 11:13-15
3
Jobo 11:16-17
Nokuti ucakaŋganwa njodzi yako, Ucairaŋgarira semvura yapfuʋura; Ʋupenyu bgako bgucaʋara kupfuʋura masikati makuru; Kunyaŋge kunerima, kucaʋa samaŋgwanani.
Explore Jobo 11:16-17
Home
Bible
Plans
Videos