1
ƲaHeberu 8:12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndicaʋa neŋgoni nokusarurama kwaʋo, Neɀiʋi ɀaʋo handicazoɀiraŋgariri.
Compare
Explore ƲaHeberu 8:12
2
ƲaHeberu 8:10
Nokuti ndiyo suŋgano yandicaita neimba yaIsraeri Kana mazuʋa iwayo apfuʋura, ndiɀo ɀinotaura Ishe; Ndicaisa mirairo yaŋgu pakufuŋga kwaʋo, Napamŋoyo yaʋo ndicainyora, Ndicaʋa Mŋari waʋo, Iʋo ʋacaʋa ʋanhu ʋaŋgu
Explore ƲaHeberu 8:10
3
ƲaHeberu 8:11
Mumŋe nomumŋe haaŋgazodzidzisi wokwake, Kana mumŋe nomumŋe hama yake, aciti: Ziʋa Ishe; Nokuti ʋose ʋacandiziʋa, Kubva kumuɗuku kuȿikira kumukuru pakati paʋo.
Explore ƲaHeberu 8:11
4
ƲaHeberu 8:8
Nokuti unoʋapa mhoȿa, aciti: Tarirai, mazuʋa anoʋuya, ndiɀo ɀinotaura Ishe, Andicaita nawo suŋgano itȿa neimba yaIsraeri, ʋuye neimba yaJuda
Explore ƲaHeberu 8:8
5
ƲaHeberu 8:1
Ɀino, shoko guru panaiɀoɀo ɀatataura, ndiro kuti: Tinomuprista mukuru wakaɗai wakagara kurudyi rwecigaro coʋushe coƲumambo kuɗeŋga
Explore ƲaHeberu 8:1
Home
Bible
Plans
Videos