1
Genesi 44:34
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndiŋgakwira seiko kunaɓaɓa ʋaŋgu, ndisinomukomana — Ndirege haŋgu kuʋona njodzi icawira ɓaɓa ʋaŋgu.
Compare
Explore Genesi 44:34
2
Genesi 44:1
Ɀino wakaraira mutariri weimba yake, aciti: Zadza homo dzaʋarume neɀokudya, seɀaʋanogona kutakura, uise ʋo mari yomumŋe nomumŋe pamuromo wehomo yake.
Explore Genesi 44:1
Home
Bible
Plans
Videos