1
Maɓasa Aʋaapostora 6:3-4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino hama dzaŋgu, sanaŋgurai pakati penyu ʋarume ʋanomŋe, ʋanopupurirwa ɀakanaka, ʋazere noMŋeya noʋucenjeri, ʋatiŋgaisa paɓasa iri. Asi isu ticatsuŋgirira pakunyeŋgetera napaɓasa reshoko.
Compare
Explore Maɓasa Aʋaapostora 6:3-4
2
Maɓasa Aʋaapostora 6:7
Shoko raMŋari rikakura, ʋadzidzi ʋakawanda ɀikuru paJerusarema; naʋaprista ʋazhinji ʋakagamucira kutenda.
Explore Maɓasa Aʋaapostora 6:7
Home
Bible
Plans
Videos