1
Maɓasa Aʋaapostora 18:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ini ndinewe; hapanomunhu uŋgakumukira akakuitira ɀakaipa, nokuti ndinaʋanhu ʋazhinji muguta rino.
Compare
Explore Maɓasa Aʋaapostora 18:10
2
Maɓasa Aʋaapostora 18:9
Ɀino Ishe akati kunaPauro ʋusiku neciratidzo: Usatya hako, asi taura, usanyarara
Explore Maɓasa Aʋaapostora 18:9
Home
Bible
Plans
Videos