1
Maɓasa Aʋaapostora 17:27
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋatȿake Mŋari, ɀimŋe ʋamutȿaŋgadzire, ʋamuwane, kunyaŋge asiri kure nomumŋe nomumŋe weɗu.
Compare
Explore Maɓasa Aʋaapostora 17:27
2
Maɓasa Aʋaapostora 17:26
wakaita marudzi ose aʋanhu, acibva kunomumŋe cete, kuti agare pose panyika; ambotara ŋguʋa dzaʋakatemerwa, nemiganhu yokugara kwaʋo
Explore Maɓasa Aʋaapostora 17:26
3
Maɓasa Aʋaapostora 17:24
Mŋari wakasika nyika neɀose ɀiri mairi, iye Tenzi weɗeŋga napasi, haagari mutembere dzakaitwa namaʋoko.
Explore Maɓasa Aʋaapostora 17:24
4
Maɓasa Aʋaapostora 17:31
Nokuti wakatara zuʋa, raacatoŋga nyika naro nokururama, nomurume waakagadza; akasimbisa shoko iro kunaʋose, pakumumutsa kuʋakafa.
Explore Maɓasa Aʋaapostora 17:31
5
Maɓasa Aʋaapostora 17:29
Ɀatiri rudzi rwaMŋari, hatifaniri kuti ʋuMŋari bgakafanana nendarama, kana sirveri, kana ibge, ɀakaʋezwa noʋumhizha kana kucenjera kwomunhu.
Explore Maɓasa Aʋaapostora 17:29
Home
Bible
Plans
Videos