1
Maɓasa Aʋaapostora 12:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Petro akaceŋgetwa mutoroŋgo; asi wakaŋga acinyeŋgetererwa ɀikuru nekereke kunaMŋari.
Compare
Explore Maɓasa Aʋaapostora 12:5
2
Maɓasa Aʋaapostora 12:7
Ipapo, tarira, mutumŋa waShe akamira’po, ciedza cikapenya mumba; akaroʋa Petro parutiʋi, ndokumumutsa, aciti: Muka, ukurumidze. Ipapo maketani akawa pamaʋoko ake.
Explore Maɓasa Aʋaapostora 12:7
Home
Bible
Plans
Videos