1
2 ƲaKorinte 13:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀiidzei imi mumene, muʋone kana muri pakutenda; muɀinɀerei imi mumene. Hamuziʋi here imi mumene kuti Jesu Kristu uri mukati menyu? Kana ɀimŋe maʋa ʋakarashwa henyu.
Compare
Explore 2 ƲaKorinte 13:5
2
2 ƲaKorinte 13:14
Nyasha dzaShe Jesu Kristu, noruɗo rwaMŋari, nokuyanana kwoMŋeya Mutȿene, ŋgaɀiʋe nemi mose.
Explore 2 ƲaKorinte 13:14
3
2 ƲaKorinte 13:11
Pakupedzisira, hama dzaŋgu, farai, mukwaniswe, munyaradzwe, iʋai nomŋoyo mumŋe, garai norugare; Mŋari woruɗo norugare ucaʋa nemi.
Explore 2 ƲaKorinte 13:11
Home
Bible
Plans
Videos