1
I Samueri 20:42
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jonatani akati kunaDavidi: Enda hako norugare, nokuti takapika tose nezita raJehova, ticiti: Jehova ucaʋa pakati paŋgu newe, napakati paʋana ʋaŋgu naʋako nokusiŋgaperi. Akasimuka, akaenda, naJonatani akapinda muguta.
Compare
Explore I Samueri 20:42
2
I Samueri 20:17
Jonatani akapikisa Davidi ɀe noruɗo rwake kwaari, nokuti wakaŋga acimuɗa seɀaakaɗa mŋoyo wake.
Explore I Samueri 20:17
Home
Bible
Plans
Videos