1
I Samueri 2:2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakunomutȿene wakafanana naJehova; Nokuti hakunomumŋe kunze kwenyu. Ʋuye hakuneɗombo rakafanana naMŋari weɗu.
Compare
Explore I Samueri 2:2
2
I Samueri 2:8
Ndiye unosimudza ʋarombo paguruʋa, Unosimudza rombe, acimubvisa paɗurunhuru; Kuti aʋagarise pamŋe cete namacinda, Aʋagarise nhaka yecigaro coʋushe cinobginya. Nokuti mbiru dzenyika ndedzaJehova, Iye wakateya nyika pamsoro padzo.
Explore I Samueri 2:8
3
I Samueri 2:9
Ucaceŋgeta tsoka dzaʋatȿene ʋake, Asi ʋakaipa ʋacanyaradzwa murima; Nokuti hakunomunhu ucakunda nesimba rake.
Explore I Samueri 2:9
4
I Samueri 2:7
Jehova ndiye unopa ʋurombo, ndiye unofumisa ʋo. Ndiye unoɗukupisa, nokukwiridza ʋo.
Explore I Samueri 2:7
5
I Samueri 2:6
Jehova ndiye unoʋuraya, nokuraramisa ʋo; Ndiye unoɓurusira kubgiro, nokukwidza ʋo.
Explore I Samueri 2:6
Home
Bible
Plans
Videos