1
I Petro 1:3-4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari, Ƃaɓa ʋaShe weɗu, Jesu Kristu, ŋgaatendwe, wakatiɓereka ɀe neŋgoni dzake huru, kuti tiʋe netariro mhenyu, inoʋuya nokumuka kwaJesu Kristu kuʋakafa, kuti tiʋe nenhaka isiŋgaʋori, isinemhoȿa, isiŋgaȿaʋi, yamakaceŋgetererwa kuɗeŋga
Compare
Explore I Petro 1:3-4
2
I Petro 1:6-7
Iyo yamunofarira ɀikuru, kunyaŋge ɀino, kana ɀicifanira, mucicemedzwa ŋguʋa ɗuku nemiidzo mizhinji; kuti kuidzwa kwokutenda kwenyu kunokosha ɀikuru kupfuʋura ndarama inopera hayo, kunyaŋge inoidzwa nomŋoto, kuwanikwe kuciɓereka kurumbidzwa, nokubginya, nokukudzwa pakuʋonekwa kwaJesu Kristu
Explore I Petro 1:6-7
3
I Petro 1:15-16
asi saiye mutȿene wakakuɗanai, nemi ʋo mumene muʋe ʋatȿene pamufambire wenyu wose; nokuti kwakanyorwa, kucinzi: Iʋai ʋatȿene, nokuti ini ndiri mutȿene.
Explore I Petro 1:15-16
4
I Petro 1:14
muʋe saʋana ʋanoterera, musiŋgaenzanisi mufambire wenyu nokuciʋa kwakare pakusaziʋa kwenyu
Explore I Petro 1:14
5
I Petro 1:13
Saka ɀisuŋgei ɀiʋuno ɀendaŋgariro dzenyu, muȿinure, mutarire nomŋoyo wose kunyasha dzamucazopiwa pakuʋonekwa kwaJesu Kristu
Explore I Petro 1:13
6
I Petro 1:24-25
Nokuti, Nyama yose yakaita soʋuswa, Nokunaka kwose seruʋa roʋuswa. Ʋuswa bgunoȿaʋa, neruʋa rinowira pasi; Asi shoko raShe rinogara nokusiŋgaperi. Ndireri shoko romufaro ramakaparidzirwa.
Explore I Petro 1:24-25
Home
Bible
Plans
Videos