Mavambo 6:5

Mavambo 6:5 SCLBC

Tenzi akaona kuti uipi hwevanhu hwakanga hwanyanya kuwanda panyika. Akaonawo kuti twavaiswerofunga zuva rose mumwoyo yavo, hwaiva huipi hwoga hwoga.

خطط قرأة مجانية و مواضيع تعبدية ذات صلة بMavambo 6:5