Genesi 14:22-23

Genesi 14:22-23 SUB1949

Abrama akati kunamambo weSodoma: Ndakasimudzira ruʋoko rwaŋgu kunaJehova, Mŋari woKuɗeŋga‐ɗeŋga, muridzi wokuɗeŋga napasi, kuti handiŋgatori rucinda kana rukanda rweshaŋgu, kana cinhu cimŋe ceɀinhu ɀenyu, kuti murege kuzoti: Ndini ndakafumisa Abrama

ቪዲዮ ለ {{ዋቢ_ሰዉ}}

YouVersion የእርስዎን ተሞክሮ ግላዊ ለማድረግ ኩኪዎችን ይጠቀማል። የእኛን ድረ ገጽ በመጠቀም፣ በግለሰብነት መመሪያችን ላይ እንደተገለጸው የእኛን የኩኪዎች አጠቃቀም ተቀብለዋል